PFUNGWA DZEVABEREKI MAERERANO NEKUVHURA ZVIKORO

By SHIELA ZINDONDA Ndiri muSouthly Park inove 16km kubva muguta re Harare muna Simon Mazorodze kuruboshwe kwako. Ndiri pamba pemumwe mudzimai wandiri kukurukura naye mayererano nenhau yevana yekuvhura zvikoro. Mudzimai uyu anoti danho rekuvhurwa kwezvikoro harisi kumuitira zvakanaka.Arikuti iye sezvo denda reCovid 19 risati rapera hazvigone kuti vana vadzokere kuzvikoro. Anoti zvechimwe chikonzero asiri kuwirirana nazvo ndechekuti dai vana vakange …

MVURA YAKACHENA YONETSA KUWANA MUGUTA

By Eneresi Takawira Zita rangu ndinonzi Eneresi Takawira.Ndine makore 34 ekuberekwa.Ndinogara muGoromonzi Ward 2 mudunhu rasabhuku Zhanda kwaChinamora. Mumusha medu taita dambudziko remvura ine hutsanana yekushandisa.Panguva ino migodhi mizhinji yanga yawoma mvura.Nokudaro tine chibhorani icho chave kushandiswa neveruzhinji mumusha . Zvino dambudziko nderekuti chibhorani ichi hachina utsanana hwakakwana nekuti simbi dzepo dzinoita kuti tikwanise kuchidhaya dzakafa.Saka parizvino changa chavhurwa vanhu …