WATER SHORTAGES AFFECTS HEALTH IN ARMSTERDAM PARK:

By LEAH ZUZEI  Amsterdam park area in Harare South near Hopley farm and Southlea Park under Waterfalls District has been a recent victim of water borne disease. These water borne diseases are mainly caused by nonfunctioning of water system toilets, no running water in our area and shortages of water for home consumption. Most people make use of water from …

NEW COVID 19 LATEST ENERGY SOURCE

By Tildah Mucherechese Along Masvingo road to the left side where Boka Tobacco Company is sited to the right side  a place called Hopley opposite  side is a place called Amsterdam Park which was located by land baroons in 2012.Since 2012 the residents of Amsterdam are routine of using energy sources like sawdust, firewood and paraffin because there is no …

NJODZI KU VANA.

Fracia Mapfumo G.M.C.Z Ndiri mu Southlea Park 16km kubva muguta re Harare tiri muna Simon Mazorodze kuruboshwe kwako. Kuswera kwevana mudzimba nekuda kwe Covid 19 kwave kukonzeresa kuti vaite zvese zvese. Vave kuswera vachingotenderera nekuita zvinhu zvine njodzi vamwe vave kuswera vachitambisa moto zvinenjodzi yekutsva kana kupisana,vamwe vachitamba nemagaba kana mabhotoro akachekwa zvinenjodzi yekukuvadzana,vamwe ndevanenge vachingomhanyisana zvinenjodzi yekukuvara kana kutyoka, …

PFUNGWA DZEVABEREKI MAERERANO NEKUVHURA ZVIKORO

By SHIELA ZINDONDA Ndiri muSouthly Park inove 16km kubva muguta re Harare muna Simon Mazorodze kuruboshwe kwako. Ndiri pamba pemumwe mudzimai wandiri kukurukura naye mayererano nenhau yevana yekuvhura zvikoro. Mudzimai uyu anoti danho rekuvhurwa kwezvikoro harisi kumuitira zvakanaka.Arikuti iye sezvo denda reCovid 19 risati rapera hazvigone kuti vana vadzokere kuzvikoro. Anoti zvechimwe chikonzero asiri kuwirirana nazvo ndechekuti dai vana vakange …

Febby Benson

Zita rangu ndinonzi Febby Benson.Ndinemakore makumi matatu okuberekwa.Ndakaroorwa naTinei Daiman, Mwari vakatikomborera nevana vanoita vana. Tinogara pa5941 Southlea-park.Kubvira zvatakaroorana nemurume wangu tainge tigere zvakanaka chaizvo. Taiita maonera pamwe pazvose.Asi dambudziko rakazotanga mugore ra2016, Apo murume wangu akatanga kurwara nepfungwa zvandisina kana neremuromo.Kana dziri chechi dzenguwo chena hapana yandisina kutsvakarubatsiro. Asi hapana chakashanduka paurwere hwemurume wangu.Pese pandaifamba yainzi imhepo iripamurume wangu.Kana …