Mukomana anochengeta tsuro

By Nyasha Kamutombiro Seke ward Tanatswa Nyamidzi mukomana ane makore 12 ekuberekwa  ,anogara nambuya na sekuru, anogara mudunhu rava Chirenda  ma Seke. Mukomana akatanga kuchengeta  Tsuro yemusango mushure mekunge yatiza moto muna 2017 and makore 9 ekuberekwa. Tsuro yakaita vana kanokwana kuita kana 4 kekutanga yakaita 3 kanotevera ikaita 8vakafa vose ketatu  ikaita 5  kechina yakaita 5 zvekare.Akatengesa vamwe vana …